Mupiro 13:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Kana vudzi rake rakabva pamusoro wake necemberi, unemhazha pahuma, asi wakanaka hake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Kana vhudzi rake rakabva pamusoro wake nechemberi, une mhazha pahuma, asi wakanaka hake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Kana vhudzi romunhu rikapera kudonha nechepahuma kana pamapfeka, munhu iyeyo anongova nemhanza chete, haana kun'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Kana vhudzi romunhu rikapera kudonha nechepahuma kana pamapfeka, munhu iyeyo anongova nemhanza chete, haana kun'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Kana akabva bvudzi pahuma uye akasara ava nemhanza, akachena. Viz kapitola |