Mupiro 13:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ciʋara ciri cicena paganda romuʋiri wake, cikaʋonekwa kuti hacina‐kupinda mukati meganda kwaɀo, mvere dzisina‐kushanduka, dzikaʋa cena, muprista unofanira kupfigira munhu uyo unehosha mazuʋa manomŋe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana chivara chiri chichena paganda romuviri wake, chakaonekwa kuti hachina kupinda mukati meganda kwazvo, mvere dzisina kushanduka, dzikava chena, mupristi anofanira kupfigira munhu uyo une hosha mazuva manomwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi kana pakazvimba ipapo pakangochenuruka, pachingova muganda rake chete pasina kupinda munyama, uyewo mvere dzapo dzisina kuchenuruka, mupristi ngaise munhu iyeyo ane chirwere pake oga kwemazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi kana pakazvimba ipapo pakangochenuruka, pachingova muganda rake chete pasina kupinda munyama, uyewo mvere dzapo dzisina kuchenuruka, mupristi ngaise munhu iyeyo ane chirwere pake oga kwemazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana gwapa riri paari riri jena asi risingaratidzi kudzika kudarika paganda uye bvudzi risina kuchena, muprista anofanira kugarisa munhu iyeye oga kwamazuva manomwe. Viz kapitola |