Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 muprista unofanira kupacerekedza; kana akaʋona kuti mvere dzapaciʋara dzashanduka, dzikaita cena, akaʋona kuti pakaita sapakadzika paganda, aʋa maperembudzi akaɓuɗa napakatȿa; muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha yamaperembudzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 mupristi anofanira kupacherekedza; kana akaona kuti mvere dzapachivara dzashanduka, dzikaita chena, akaona kuti pakaita sapakadzika paganda, ava maperembudzi akabuda napakatsva; mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha yamaperembudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 mupristi ngaariongorore. Kana mvere dzepo dzakachenuruka richiratidza kuti rakadzika kupfuura ganda chinenge chava chirwere chamapere chanyuka nomuronda routsva. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora chirwere chamapere ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 muprista anofanira kutarisa gwapa uye kana bvudzi riri pariri rapinduka rikava jena uye zvakadzika kudarika ganda, chirwere chinotapukira cheganda chabuda pakatsva.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy