Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Kana nyama yomunhu inapakatȿa paganda rake, nyama yakatȿuka ya’po ikaita ciʋara cicena cakaita secitȿuku kana cicena,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Kana nyama yomunhu ina pakatsva paganda rake, nyama yakatsvuka yapo ikaita chivara chichena chakaita sechitsvuku kana chichena,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 “Kana munhu akatsva paganda uye akabuda gwapa dzvuku kana rakacheneruka paronda rokutsva,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy