Mupiro 13:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi kana nyama yakatȿuka ikaʋonekwa kwaari, ucaʋa usina‐kunaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi kana nyama yakatsvuka ikaonekwa kwaari, uchava usina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi paanoonekwa aine ronda rakati nyechu, munhu iyeyo munhu akan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi paanoonekwa aine ronda rakati nyechu, munhu iyeyo munhu akan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi pose panoonekwa ronda paari, achava asina kuchena. Viz kapitola |