Mupiro 13:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ɀino muprista unofanira kutarira; kana akaʋona kuti maperembudzi akazadza muʋiri wake wose, unofanira kureʋa kuti munhu unehosha wakanaka, ɀose ɀashanduka ɀacena, wakanaka hake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 zvino mupristi anofanira kutarira; kana akaona kuti maperembudzi akazadza muviri wake wose, anofanira kureva kuti munhu une hosha wakanaka, zvose zvashanduka zvachena, wakanaka hake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 mupristi ngaaongorore. Kana mupristi akaona kuti chirwere ichocho chezvisasa chapararira nomuviri wose ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa pachirwere ichocho. Mapere acho ose anenge achena, saka ava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 mupristi ngaaongorore. Kana mupristi akaona kuti chirwere ichocho chezvisasa chapararira nomuviri wose ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa pachirwere ichocho. Mapere acho ose anenge achena, saka ava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 muprista anofanira kumuongorora uye kana chirwere chapararira nomuviri wake wose, achazivisa kuti munhu uyu akachena, sezvo zvose zvachenuruka, akachena. Viz kapitola |