Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 12:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana mazuʋa okuɀinatsa kwake apera pakupona mŋanakomana kana mŋanasikana, ŋgaaʋuye negwaiana regore rimŋe, kuti ciʋe cipiriso cinopiswa, nakana kenjiʋa, kana vukutiʋa, kuti ciʋe cipiriso ceɀiʋi, kumukoʋa wetente rokusoŋgana kumuprista;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kana mazuva okuzvinatsa kwake apera pakupona mwanakomana kana mwanasikana, ngaauye negwayana regore rimwe, kuti chive chipiriso chinopiswa, nakana kenjiva, kana vhukutiwa, kuti chive chipiriso chezvivi, kumukova wetende rokusangana kumupristi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Kana mazuva okuchenurwa kwake apera mukadzi akapona mwana mukomana kana musikana, ngaaunze kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokupisa, naman'ana ehangaiwa kana njiva yemupiro wokupirira zvichitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “ ‘Kana mazuva okucheneswa nokuda kwomwanakomana kana mwanasikana apera, anofanira kuuya kumuprista pamusuo weTende Rokusangana, negwayana rine gore rimwe chete sechipiriso chinopiswa nehangaiwa diki kana njiva yechipiriso chechivi.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 12:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy