Mupiro 12:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana mukadzi akaʋa nemimba, akapona mŋanakomana, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe, ucaʋa usina‐kunaka sapaŋguʋa yaari kumŋedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri uti, ‘Kana mukadzi akava nemimba, akapona mwanakomana, uchava usina kunaka mazuva manomwe, uchava usina kunaka sapanguva yaari kumwedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 ‘Kana munhukadzi akabata pamuviri, akapona mwana mukomana, achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe, sezvaanongoita kana ari panguva yake yokutevera achava akan'ora.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 ‘Kana munhukadzi akabata pamuviri, akapona mwana mukomana, achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe, sezvaanongoita kana ari panguva yake yokutevera achava akan'ora.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Uti kuvaIsraeri, ‘Mukadzi akava napamuviri akabereka mwanakomana, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, sezvaanova asina kuchena paanoenda kumwedzi. Viz kapitola |