Mupiro 11:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 kuti mutsaure pakati peɀisakanaka neɀakanaka, napakati peɀipenyu ɀiŋgadyiwa neɀipenyu ɀisiŋgadyiwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 kuti mutsaure pakati pezvisakanaka nezvakanaka, napakati pezvipenyu zvingadyiwa nezvipenyu zvisingadyiwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 wokuti mugone kusiyanisa nawo zvakan'ora nezvisina kun'ora nokusiyanisawo zvinhu zvipenyu zvingadyiwe nezvinhu zvipenyu zvisingadyiwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 wokuti mugone kusiyanisa nawo zvakan'ora nezvisina kun'ora nokusiyanisawo zvinhu zvipenyu zvingadyiwe nezvinhu zvipenyu zvisingadyiwi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Munofanira kuisa mutsauko pakati pezvisina kuchena nezvakachena, pakati pezvisikwa zvipenyu zvinogona kudyiwa nezvisingagoni kudyiwa.’ ” Viz kapitola |