Mupiro 11:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Musaɀiita ʋanonyaŋgadza necinokambaira cipi necipi, musaɀiita ʋasina‐kunaka naɀo, kuti murege kuȿiɓiswa naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Musazviita vanonyangadza nechinokambaira chipi nechipi, musazviita vasina kunaka nazvo, kuti murege kusvibiswa nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Musazviipise nezvinhu zvakawanda-wanda izvi zvinomomana. Musazvisvibise nazvo nokuti mungadaro mukazvin'oresa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Musazviipise nezvinhu zvakawanda-wanda izvi zvinomomana. Musazvisvibise nazvo nokuti mungadaro mukazvin'oresa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Musazvisvibisa nechimwe chezvisikwa izvi. Musazvisvibisa nazvo kana nokuda kwazvo. Viz kapitola |