Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀose ɀinokambaira, ɀinokambaira panyika, ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza, haɀifaniri kudyiwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 “Zvose zvinokambaira, zvinokambaira panyika, zvinofanira kuva zvinonyangadza, hazvifaniri kudyiwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 “ ‘Chisikwa chose chinokambaira panyika chinonyangadza, hachifaniri kudyiwa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy