Mupiro 11:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi pakati peɀinodzeya, kana pakati peɀinamahwanda akaparadzana, regai kudya kamera, nokuti inodzeya, asi hainamahwanda akaparadzana; inofanira kuʋa cinhu cisina‐kunaka kwamuri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi pakati pezvinodzeya, kana pakati pezvinamahwanda akaparadzana, regai kudya kamera, nokuti inodzeya, asi haina mahwanda akaparadzana; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi dzinongozeya chete kana dzinongova netsimba rakapararana chete musadzidye sengamera inozeya asi haina matsimba akapararana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi dzinongozeya chete kana dzinongova netsimba rakapararana chete musadzidye sengamera inozeya asi haina matsimba akapararana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “ ‘Asi kune dzimwe dzinongozeya kudya chete, kana kuti dzimwe dzine mahwanda akaparadzana chete, idzi hamufaniri kudzidya. Ngamera, kunyange ichizeya zvokudya, haina mahwanda akapatsanuka; haina kuchena kwamuri. Viz kapitola |