Mupiro 11:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Kana mhuka ipi neipi iŋgadyiwa, ikafa, aninani unogunɀa citunha cayo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 “Kana mhuka ipi neipi ingadyiwa, ikafa, ani naani unogunzva chitunha chayo uchava usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 “Kana mhuka inodyiwa ikafa, ani naani anoibata chitunha chayo, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 “Kana mhuka inodyiwa ikafa, ani naani anoibata chitunha chayo, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 “ ‘Kana mhuka yamunobvumirwa kudya ikafa yoga, munhu wose achabata mutumbi wayo achava asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitola |