Mupiro 11:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Asi kana mbeu ikaɗirwa mvura, citunha cecimŋe caɀo cikawira pamsoro payo, inofanira kuʋa isina‐kunaka kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Asi kana mbeu ikadirwa mvura, chitunha chechimwe chazvo chakwira pamusoro payo, inofanira kuva isina kunaka kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzakaiswa mvura dzichava dzakan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asi kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzakaiswa mvura dzichava dzakan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Asi kana mvura yaiswa pambeu, uye chitunha chikawira pairi, inova isina kuchena kwamuri. Viz kapitola |