Mupiro 11:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Kana citunha cecimŋe caɀo cikawira pamsoro pembeu yakaŋga yokushwa, icaʋa yakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Kana chitunha chechimwe chazvo chikawira pamusoro pembeu yakanga yakushwa, ichava yakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzokudyara dzipi nedzipi zvadzo dzinodyarwa hadzin'ore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzokudyara dzipi nedzipi zvadzo dzinodyarwa hadzin'ore. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Kana chitunha chikawira pambeu ipi zvayo inofanira kudyarwa, inoramba yakachena. Viz kapitola |