Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Mhuka dzose dzinamahwanda akaparadzana, asi dzisinetsoka dzakaparadzana, dzisiŋgadzeyi, ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri; mumŋe nomumŋe unoɀiɓata ucaʋa usina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Mhuka dzose dzinamahwanda akaparadzana, asi dzisina tsoka dzakaparadzana, dzisingadzeyi, zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri; mumwe nomumwe unozvibata uchava usina kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mhuka yose zvayo inenge iine tsimba rakapararana asi asina kubva anyatsopararana kana kuti isingazeyi yakan'ora kwamuri. Asi ani naani anobata chitunha chayo achava munhu akan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mhuka yose zvayo inenge iine tsimba rakapararana asi asina kubva anyatsopararana kana kuti isingazeyi yakan'ora kwamuri. Asi ani naani anobata chitunha chayo achava munhu akan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “ ‘Mhuka yose yose ina mahwanda akapararana asi asina kunyatsopararana, isingazeyi kudya, haina kuchena kwamuri; ani naani anobata chitunha chayo achava asina kuchena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy