Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 10:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Usanwa waini kana cinhu cinoɓata, iwe naʋanakomana ʋako pamŋe cete newe, kana mucipinda mutente rokusoŋgana, kuti murege kufa; uʋe murairo usiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Usanwa waini kana chinhu chinobata, iwe navanakomana vako pamwechete newe, kana muchipinda mutende rokusangana, kuti murege kufa; uve murayiro usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Iwe navanakomana vako musanwe waini kana doro kana mopinda mutendhe rokusanganira, mungadaro mukafa. Iwoyu murao uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Iwe navanakomana vako musanwe waini kana doro kana mopinda mutendhe rokusanganira, mungadaro mukafa. Iwoyu murao uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Iwe navanakomana vako hamufaniri kunwa waini kana zvimwe zvinwiwa zvakaviriswa pose pose pamunopinda muTende Rokusangana nokuti mungafa. Uyu mutemo usingaperi kusvikira kuzvizvarwa zvinotevera.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 10:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy