Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 10:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo ʋakasweɗera, ʋakaʋatakurira kunze kwemisasa ʋanamajasi aʋo, seɀakaŋga ɀataurwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo vakaswedera, vakavatakurira kunze kwemisasa vanamajasi avo, sezvakanga zvataurwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Naizvozvo vakauya vakavatakura vakapfeka hanzu dzavo dzinenge dzoda kusvika mumabvi, vakaenda navo kunze kwematendhe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Naizvozvo vakauya vakavatakura vakapfeka hanzu dzavo dzinenge dzoda kusvika mumabvi, vakaenda navo kunze kwematendhe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Saka vakauya vakavatakura vachakapfeka hanzu dzavo vakaenda navo kunze kwomusasa sezvazvakanga zvarayirwa naMozisi.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 10:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy