Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 10:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Makaregerei kudyira cipiriso ceɀiʋi panɀimbo tȿene, ɀaciri citȿene kwaɀo, ʋuye nokuti wakakupai ico, kuti mubvise kutadza kweʋuŋgano, muʋayananisire pamberi paJehova?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Makaregerei kudyira chipiriso chezvivi panzvimbo tsvene, zvachiri chitsvene kwazvo, uye nokuti wakakupai icho, kuti mubvise kutadza kweungano, muvayananisire pamberi paJehovha?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Seiko musina kudyira mupiro wokupfupira zvitadzo panzvimbo inoera? Inga iwoyu mupiro unoera kwazvo. Handiti makaupirwa kuti mubvise zvakaipa zvegungano irori muchizvipfupira pana Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Seiko musina kudyira mupiro wokupfupira zvitadzo panzvimbo inoera? Inga iwoyu mupiro unoera kwazvo. Handiti makaupirwa kuti mubvise zvakaipa zvegungano irori muchizvipfupira pana Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Sei musina kudyira chipiriso chechivi munzvimbo tsvene? Chitsvene-tsvene, chakapiwa kwamuri kuti chibvise mhosva yeungano nokuvayananisira pamberi paJehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 10:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy