Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 10:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Mosesi wakanatso‐tȿaka mbudzi yecipiriso ceɀiʋi, akawana kuti yapiswa, akatsamŋira Ereazari naItamari, ʋanakomana ʋaAroni ʋakaŋga ʋasara, akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Mosesi wakanatsotsvaka mbudzi yechipiriso chezvivi, akawana kuti yapiswa, akatsamwira Ereazari naItamari, vanakomana vaAroni vakanga vasara, akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mosesi akafeya-feya nezvembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo, wanei kuti yakanga yatopiswa kare, akabva ashatirirwa Ereaza naItamaru akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mosesi akafeya-feya nezvembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo, wanei kuti yakanga yatopiswa kare, akabva ashatirirwa Ereaza naItamaru akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Mozisi akati abvunza nezvembudzi yechipiriso chechivi akawana yatopiswa, akatsamwira Ereazari naItamari vanakomana vaAroni vakanga vasara akabvunza akati,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 10:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy