Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 10:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Munofanira kudyira panɀimbo tȿene cityu cinozuŋguzirwa neɓandauko rinosimudzwa, iwe naʋanakomana ʋako naʋanasikana ʋako pamŋe cete newe, nokuti makaɀipiwa, kuti uʋe mugoʋe wako, nomugoʋe waʋanakomana ʋako paɀiɓayiro ɀeɀipiriso ɀokuyananisa ɀaʋana ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Munofanira kudyira panzvimbo tsvene chityu chinozunguzirwa nebandauko rinosimudzwa, iwe navanakomana vako navanasikana vako pamwechete newe, nokuti makazvipiwa, kuti uve mugove wako, nomugove wavanakomana vako pazvibayiro zvezvipiriso zvokuyananisa zvavana vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi chityu chomupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi, nechidya chinenge chapirwa, iwe navana vako vakomana navasikana unogona zvako, kuzvidyira panzvimbo inoera, nokuti izvozvi zvakapiwa iwe navanakomana vako somugove wenyu, zvichibva pamipiro yokuwadzana yavaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Asi iwe navanakomana vako navanasikana vako, munogona kudya chityu chakaninirwa nebandauko rakakumikidzwa. Zvidyei munzvimbo yakacheneswa; izvi zvakapiwa kwauri navana vako somugove wenyu wezvipiriso zvokuwadzana zvavana vaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 10:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy