Online Bible

- Reklamy -




Mika 7:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Usafara pamsoro paŋgu iwe muʋeŋgi waŋgu; kana ndikawira pasi, ndicasimuka ɀe; kana ndigere murima, Jehova ucaʋa ciedza caŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Usafara pamusoro pangu iwe muvengi wangu; kana ndikawira pasi, ndichasimukazve; kana ndigere murima, Jehovha achava chiedza changu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Muvengi wangu iwe, rega zvako kunditi toko waro. Kana dai ndikaputsikira pasi, ndichamuka, kana dai ndikagara zvangu murima Tenzi achava chiedza changu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Muvengi wangu iwe, rega zvako kunditi toko waro. Kana dai ndikaputsikira pasi, ndichamuka, kana dai ndikagara zvangu murima Tenzi achava chiedza changu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Usafara pamusoro pangu, iwe muvengi wangu! Kunyange ndakawira pasi, ndichasimuka. Kunyange ndigere murima, Jehovha achava chiedza changu.

Viz kapitola kopírovat




Mika 7:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy