Mika 7:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Regai kuʋimba nowamunogara naye, regai kutenda shamŋari, dzora miromo yako kumukadzi uʋete pacifuʋa cako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Regai kuvimba nowamunogara naye, regai kutenda shamwari, rega kutaura zviri mumwoyo wako kumukadzi avete pachipfuva chako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Rega kuvimba nomumwe wako kana kuvimba neshamwari zvayo, bata rurimi rwako kunyange kumudzimai wako chaiye Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Rega kuvimba nomumwe wako kana kuvimba neshamwari zvayo, bata rurimi rwako kunyange kumudzimai wako chaiye Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Rega kuvimba nomuvakidzani wako; usavimba neshamwari yako. Kunyange nomukadzi wawakagumbatira, uchenjerere mashoko ako. Viz kapitola |