Mika 7:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ucatinzwira tsitsi ɀe, ucatsika ɀakaipa ɀeɗu pasi petsoka dzake; mucakandira ɀiʋi ɀaʋo ɀose mukudzika kweguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Achatinzwira tsitsizve, achatsika zvakaipa zvedu pasi petsoka dzake; muchakandira zvivi zvavo zvose mukudzika kwegungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Muchava nenyasha kwatiri zvakare; muchatsikira zvivi zvedu pasi petsoka uye muchakanda kuipa kwedu kwose pakadzikadzika mugungwa. Viz kapitola |