Online Bible

- Reklamy -




Mika 7:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nezuʋa iro ʋacaʋuya kwamuri, ʋacibva Asiria nokumaguta eEgipita, nokunyika inobva Egipita iciȿikira kuRwizi, nokubva kunerimŋe guŋgwa kuȿikira kunerimŋe guŋgwa, nokubva kunerimŋe gomo kuȿikira kunerimŋe gomo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nezuva iro vachauya kwamuri, vachibva Asiria nokumaguta eIjipiti, nokunyika inobva Ijipiti ichisvikira kuRwizi, nokubva kune rimwe gungwa, kusvikira kune rimwe gungwa, nokubva kune rimwe gomo kusvikira kune rimwe gomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pazuva iroro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria nokumaguta ekuIjipiti uye kubva kuIjipiti kundosvikawo kurwizi rweYufuratesi kubvawo kugungwa kundosvikawo kugungwa kubvawo kugomo kundosvika kune rimwe gomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pazuva iroro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria nokumaguta ekuIjipiti uye kubva kuIjipiti kundosvikawo kurwizi rweYufuratesi kubvawo kugungwa kundosvikawo kugungwa kubvawo kugomo kundosvika kune rimwe gomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Pazuva iro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria namaguta eIjipiti, kunyange kubva kuIjipiti kusvikira kuYufuratesi, uye kubva kugungwa kusvika kune rimwe gungwa, nokubva kugomo kusvika kune rimwe gomo.

Viz kapitola kopírovat




Mika 7:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy