Online Bible

- Reklamy -




Mika 6:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti ndakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, ndikakudzikinurai paimba yoʋuranda, ndikatuma pamberi penyu Mosesi naAroni naMiriami.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti ndakakubudisai panyika yeIjipiti, ndikakudzikinurai paimba youranda, ndikatuma pamberi penyu Mosesi naAroni naMiriami.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Nokuti ini ndakakuburitsaika munyika yeIjipiti, ndikakununurai mumba youranda. Ndakakutumirai Mosesi naAroni naMiriamu kuzokutungamirirai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Nokuti ini ndakakuburitsaika munyika yeIjipiti, ndikakununurai mumba youranda. Ndakakutumirai Mosesi naAroni naMiriamu kuzokutungamirirai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ndakakubudisai kubva muIjipiti uye akakudzikinurai kubva munyika youranda. Ndakatuma Mozisi kuti azokutungamirirai, naAroniwo naMiriamu.

Viz kapitola kopírovat




Mika 6:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy