Mika 6:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mucadya, asi hamuŋgaguti, kushoʋorwa kwenyu kucaʋa pakati penyu; mucabvisa nhumbi dzenyu, asi hamuŋgadziceŋgeti, idzo dzamunoceŋgeta, ndicadziparadzisa nomunondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Muchadya, asi hamungaguti, kushoorwa kwenyu kuchava pakati penyu; muchabvisa nhumbi dzenyu, asi hamungadzichengeti, idzo dzamunochengeta, ndichadziparadzisa nomunondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Imi muchadya asi kuguta musingaguti, muchabata paura nenzara. Muchapfundiridza zvinhu asi zvisingachengeteki. Zvamunenge makwanisa kuchengetedza ndichazviparadzisa nehondo yebakatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Imi muchadya asi kuguta musingaguti, muchabata paura nenzara. Muchapfundiridza zvinhu asi zvisingachengeteki. Zvamunenge makwanisa kuchengetedza ndichazviparadzisa nehondo yebakatwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Muchadya asi hamungaguti: dumbu renyu richaramba risina chinhu. Muchaisa mudura asi mugoshaya zvamachengeta, nokuti zvamunounganidza ndichazviparadza nomunondo. Viz kapitola |