Online Bible

- Reklamy -




Mika 6:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nokuti ʋafumi ʋeguta ʋazere nokuita nehasha, ʋagere’mo ʋakareʋa nhema, rurimi rwaʋo mumuromo waʋo runonyeŋgera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nokuti vapfumi veguta vazere nokuita nehasha, vageremo vakareva nhema, rurimi rwavo mumuromo wavo runonyengera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vapfumi veguta rino vane utsinye vagari vemo varevi venhema zvinobva pamuromo pavo ndezvounyengedzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vapfumi veguta rino vane utsinye vagari vemo varevi venhema zvinobva pamuromo pavo ndezvounyengedzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vapfumi vake vanoita nechisimba; vanhu vake varevi venhema, uye miromo yavo inotaura nokunyengera.

Viz kapitola kopírovat




Mika 6:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy