Mika 6:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ko fuma yeɀakashata ici’po muimba yowakashata here, ʋuye ciyero cakatapudzwa cinonyaŋgadza here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ko pfuma yezvakashata ichipo muimba yowakashata here, uye chiyero chakatapudzwa chinonyangadza here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndingakanganwe here, zviereso zvokubiridzira nezvikero zvisiri pamwero zviri mudzimba dzavakaipa? Zvisingambodiwa zvazvo naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndingakanganwe here, zviereso zvokubiridzira nezvikero zvisiri pamwero zviri mudzimba dzavakaipa? Zvisingambodiwa zvazvo naMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndichazokanganwa here, iwe imba yakaipa, upfumi hwako hwakawanikwa nenzira dzakaipa, nechiero cheefa chakatapudzwa, chakatukwa? Viz kapitola |