Online Bible

- Reklamy -




Mika 5:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ipapo ʋakasara ʋaJakobo ʋacaʋa pakati pamarudzi mazhinji aʋanhu seɗoʋa rinobva kunaJehova, semvura inonaya paʋuswa, ɀisiŋgamiriri munhu kana kugarira ʋanakomana ʋaʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Ipapo vakasara vaJakobho vachava pakati pamarudzi mazhinji avanhu sedova rinobva kuna Jehovha, semvura inonaya pauswa, zvisingamiriri munhu kana kugarira vanakomana vavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Chitsama chevokwaJakobho chinenge chazosara chichazova mukati mendudzi nendudzi dzavanhu, chichiva sedova rinobva kuna Tenzi uye sehore dzemvura pauswa zvisingambomirira zvazvo kana vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Chitsama chevokwaJakobho chinenge chazosara chichazova mukati mendudzi nendudzi dzavanhu, chichiva sedova rinobva kuna Tenzi uye sehore dzemvura pauswa zvisingambomirira zvazvo kana vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vakasara vaJakobho vachava pakati pamarudzi akawanda, sedova rinobva kuna Jehovha, sokunaya kwemvura pauswa, zvisingamiriri munhu kana kugaririra vanhu.

Viz kapitola kopírovat




Mika 5:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy