Mika 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino munoɗanidzireiko? Hakunamambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, ɀamaɓatwa nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosurumuka? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Sei muchiridza mhere iye zvino, hamuna mambo here? Gota renyu raparara here zvokuti kurwadza kwakubatai sekwomukadzi anosununguka? Viz kapitola |