Online Bible

- Reklamy -




Mika 4:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Simuka upure, iwe mukunda weZioni, nokuti runyaŋga rwako ndicaruita ɗare, ʋuye mahwanda ako ndicaaita ndarira; ucaputsanya marudzi mazhinji; ɀaʋakaɀiwanira ndicaɀitsaurira Jehova, fuma yaʋo ndicapa Ishe wenyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Simuka upure, iwe mukunda weZioni, nokuti runyanga rwako ndicharuita dare, uye mahwanda ako ndichaaita ndarira; uchaputsanya marudzi mazhinji; zvavakazviwanira ndichazvitsaurira Jehovha, pfuma yavo ndichapa Ishe wenyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Chisimuka upure zvako iwe guta reZioni nokuti ndichaita kuti uve nenyanga dzesimbi namatsiko endarira uchapwapwanyisa marudzi namarudzi ugopira kuna Tenzi zvavakanga vawana, kupira upfumi hwavo kuna Changamire wapasi pose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Chisimuka upure zvako iwe guta reZioni nokuti ndichaita kuti uve nenyanga dzesimbi namatsiko endarira uchapwapwanyisa marudzi namarudzi ugopira kuna Tenzi zvavakanga vawana, kupira upfumi hwavo kuna Changamire wapasi pose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Simuka upure, iwe Mwanasikana weZioni, nokuti ndichakupa nyanga dzesimbi; ndichakupa mahwanda endarira uye uchapwanya kuita zvidimbu ndudzi zhinji.” Uchatsaurira kuna Jehovha zvavakazviwanira nenzira dzavo, upfumi hwavo kuna Ishe wenyika yose.

Viz kapitola kopírovat




Mika 4:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy