Mika 1:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nemhaka iyi ndicacema nokuwuŋgudza, ndicafamba ndisineŋguʋo ndakashama, ndicawuŋgudza samakaʋa nokurira semhou. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Nemhaka iyi ndichachema nokuungudza, ndichafamba ndisina nguo ndakashama, ndichaungudza samakava nokurira semhou. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Izvi zvinondipa kuungudza nokuchema ndichafamba ndakadaro ndiri mutwi ndichiungudza samakava, ndichichema semhou Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Izvi zvinondipa kuungudza nokuchema ndichafamba ndakadaro ndiri mutwi ndichiungudza samakava, ndichichema semhou Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuda kwaizvozvo ndichachema uye ndigoungudza; ndichafamba ndisina shangu mutsoka uye ndisina kupfeka. Ndichaungudza segava uye ndichachema sezizi. Viz kapitola |