Mika 1:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀiitire mhazha, ʋeʋura vudzi rako pamsoro paʋana ʋaunofarira; kurisa mhazha yako seyegondo, nokuti ʋakatapxa kure newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zviitire mhazha, veura vhudzi rako pamusoro pavana vaunofarira; kurisa mhazha yako seyegondo, nokuti vakatapwa kure newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvigusei muparavara wenhamo mugerwe vhudzi renyu muzviite muparavara unenge wegora nokuti vana venyu vapamwoyo vachabva kwamuri vachiendeswa kuutapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvigusei muparavara wenhamo mugerwe vhudzi renyu muzviite muparavara unenge wegora nokuti vana venyu vapamwoyo vachabva kwamuri vachiendeswa kuutapwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Veurai misoro yenyu mukuchema nokuda kwavana vamunofarira; zviitei musvuu sowegora, nokuti vachabva kwamuri vachienda kuutapwa. Viz kapitola |