Mateo 9:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Naiɀoɀo kumbirai kunaShe wokuceka kuti aɓuɗise ʋaɓati pakuceka kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Naizvozvo kumbirai kuna Ishe wokukohwa kuti abudise vakohwi mukukohwa kwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 naizvozvo, namatai kuna Tenzi wezvinoda kukohwiwa kuti atumire vakohwi mumunda wake unoda kukohwiwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 naizvozvo, namatai kuna Tenzi wezvinoda kukohwiwa kuti atumire vakohwi mumunda wake unoda kukohwiwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Naizvozvo kumbirai kuna Ishe wokukohwa kuti atumire vashandi mukukohwa kwake.” Viz kapitola |