Online Bible

- Reklamy -




Mateo 9:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino ʋamŋe ʋaʋanyori ʋakati mumŋoyo yaʋo: Munhu uyu unomhura Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino vamwe vavanyori vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu anoshonha Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vachinzwa izvi, vamwe vadzidzisi vemirayiro vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu ari kumhura Mwari!”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 9:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy