Online Bible

- Reklamy -




Mateo 9:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 akati kwaʋari: Ibvai, nokuti musikana haana‐kufa, asi uʋete. Ʋakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 akati kwavari, “Ibvai, nokuti musikana haana kufa, asi avete.” Vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Iye akati, “Budai nokuti musikana haana kufa, akakotsira.” Vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Iye akati, “Budai nokuti musikana haana kufa, akakotsira.” Vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 akati, “Budai panze. Mwanasikana uyu haana kufa asi avete.” Asi vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 9:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy