Mateo 9:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi Jesu wakatendeʋuka, akamuʋona, akati: Mukunda, tsuŋga mŋoyo, kutenda kwako kwakuponesa. Mukadzi akaponeswa kubva paŋguʋa iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi Jesu akatendeuka, akamuona, akati, “Mukunda, tsunga mwoyo, kutenda kwako kwakuponesa.” Mukadzi akaponeswa kubva panguva iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akatendeuka akamuona akati, “Tsunga mwoyo mukunda, chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Jesu akatendeuka akamuona akati, “Tsunga mwoyo mukunda, chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jesu akatendeuka akamuona ndokubva ati kwaari, “Tsunga mwoyo mwanasikana, kutenda kwako kwakuporesa.” Mudzimai uyu akabva aporeswa pakarepo. Viz kapitola |