Online Bible

- Reklamy -




Mateo 9:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi endai, mudzidze kuti ndokuɗiniko kuti: Ndinoɗa ŋgoni, handiɗi ciɓayiro; nokuti handina‐kuʋuya kuzoɗana ʋakarurama, asi ʋatadzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi endai, mudzidze kuti ndokudiniko kuti, ‘Ndinoda ngoni, handidi chibayiro;’ nokuti handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Endai munodzidza izvi kuti zvinorevei zvokuti, ‘Ndinoda tsitsi kwete chibayiro’ nokuti handina kuuya kuzodaidza vakarurama asi vatadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Endai munodzidza izvi kuti zvinorevei zvokuti, ‘Ndinoda tsitsi kwete chibayiro’ nokuti handina kuuya kuzodaidza vakarurama asi vatadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi endai munodzidza kuti izvi zvinorevei zvinoti, ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’ Nokuti handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 9:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy