Mateo 8:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Wakati apinda Kapernaume, mumŋe mukuru wezana akaʋuya kwaari, akakumbira ɀikuru kwaari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akati apinda Kapenaume, mumwe mukuru wezana akauya kwaari, akakumbira zvikuru kwaari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati apinda muKapenaume, mukuru wezana akauya kwaari achikumbira rubatsiro. Viz kapitola |