Mateo 8:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Jesu akati kumukuru wezana: Enda, uitirwe pawakatenda napo. Muranda wake akapora neŋguʋa iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Jesu akati kumukuru wezana, “Enda uitirwe sokutenda kwako.” Muranda wake akapora nenguva iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akati kumutungamiri wezana, “Chienda zvako ngazviitike sokutenda kwako.” Muranda uya akabva apora panguva iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu akati kumutungamiri wezana, “Chienda zvako ngazviitike sokutenda kwako.” Muranda uya akabva apora panguva iyoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jesu akati kumukuru wezana, “Enda! Zvichaitika sokutenda kwawaita.” Muranda wake akabva apora panguva iyoyo. Viz kapitola |