Mateo 8:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati aɓuruka pagomo, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Akati aburuka pagomo, vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Akati aburuka kubva mugomo, vanhu vazhinji vakamutevera. Viz kapitola |