Mateo 6:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ndianiko kwamuri uŋgawedzera kubiti rimŋe paʋurefu bgake nokufuŋganya? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ndianiko kwamuri angawedzera kubhiti rimwe paurefu hwake nokufunganya? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ndiani wenyu angarebese upenyu hwake nechidimbu pamusana pokuzvidya mwoyo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ndiani wenyu angarebese upenyu hwake nechidimbu pamusana pokuzvidya mwoyo? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ndiani pakati penyu angawedzera awa imwe chete paupenyu hwake nokuda kwokufunganya? Viz kapitola |