Mateo 6:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti kana mucikaŋganwira ʋanhu kuɗarika kwaʋo, Ƃaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga ʋacakukaŋganwirai ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti kana muchiregerera vanhu kutadza kwavo, Baba venyu vari kudenga vachakuregereraiwo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana mukaregerera vanhu zvikanganiso zvavo, Baba venyu vokudenga vanokuregereraiwo zvikanganiso zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana mukaregerera vanhu zvikanganiso zvavo, Baba venyu vokudenga vanokuregereraiwo zvikanganiso zvenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nokuti kana mukaregerera vanokutadzirai, Baba venyu vari kudenga vachakuregereraiwo. Viz kapitola |