Mateo 6:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Regai kutiisa pakuidzwa, asi mutirwirei panowakaipa. [Nokuti ʋushe ndobgenyu, nesimba, nokubginya, nokusiŋgaperi. Ameni.] Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Musatirege tichiedzwa, asi mutinunurei pane zvakaipa. (Nokuti ushe ndohwenyu, nesimba nokubwinya, nokusingaperi. Ameni)’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Musatitungamirira mukuedzwa, uye mutinunure kubva kuno wakaipa.’ Viz kapitola |