Online Bible

- Reklamy -




Mateo 6:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Cenjerai, kuti murege kuita kururama kwenyu pamberi paʋanhu, kuti muʋonekwe naʋo; kana maɗaro hamunamuɓairo kunaƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Chenjerai, kuti murege kuita kururama kwenyu pamberi pavanhu, kuti muonekwe navo; kana madaro hamuna mubayiro kuna baba venyu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Ngwarirai kuti murege kuita zvokushamisira pamberi pavanhu kuti vakuonei mukuita kwenyu kwakarurama. Nokuti mukadaro hamuzowana mubayiro unobva kuna Baba venyu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Ngwarirai kuti murege kuita zvokushamisira pamberi pavanhu kuti vakuonei mukuita kwenyu kwakarurama. Nokuti mukadaro hamuzowana mubayiro unobva kuna Baba venyu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Chenjerai kuti murege kuita ‘mabasa enyu okururama’ pamberi pavanhu kuti muonekwe navo. Kana mukaita saizvozvo, hamuzovi nomubayiro kuna Baba venyu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 6:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy