Mateo 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋakaropafadzwa ʋanoyananisa; nokuti ʋacanzi ʋana ʋaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Vakaropafadzwa vanoyananisa; nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vakakomborerwa zvavo vawadzanisi nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vakakomborerwa zvavo vawadzanisi nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vakaropafadzwa vanoyananisa nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitola |