Mateo 5:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Makanzwa kuti ɀakanzi: Uɗe wokwako, uʋeŋge muʋeŋgi wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, venga muvengi wako.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, uvenge muvengi wako.’ Viz kapitola |