Mateo 5:42 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Unokumbira kwauri umupe, usafuratira unoɗa kukwereta kwauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 “Anokumbira kwauri mupe, usafuratira anoda kukwereta kwauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Kana munhu akakukumbira chinhu, mupe, uye usafuratira munhu anoda kukwereta kwauri. Viz kapitola |