Mateo 5:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Asi shoko renyu riʋe: Hoŋo, hoŋo; kwete, kwete; ɀinopfuʋura iɀoɀo ɀinobva kunowakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Asi shoko renyu rizoti, ‘Hongu,’ ave ‘hongu;’ ‘Kwete,’ ave ‘kwete;’ zvinopfuura izvozvo zvinobva kumuipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Regai hongu wenyu angova hongu nakwete wenyu angova kwete; zvimwe zvose zvinopfuura ipapa zvinobva kuna wakaipa uya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Regai hongu wenyu angova hongu nakwete wenyu angova kwete; zvimwe zvose zvinopfuura ipapa zvinobva kuna wakaipa uya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Hongu yako ngaingova ‘Hongu’, ne‘Kwete’ yako ive ‘Kwete’; zvimwe zvinopfuura izvi zvinobva kuno wakaipa. Viz kapitola |